Mupiro 27:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino kana aciɗa kucidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu caco pakutara kwako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kana muridzi achida kudzikinura mhuka iyi, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wayo. Ver Capítulo |