Mupiro 27:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana ciri cipfuwo cisina‐kunaka, cisiŋgapiwi Jehova cokutenda naco, cipfuwo ico cinofanira kuiswa kumuprista; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, chisingapiwi Jehovha chokutenda nacho, chipfuwo icho chinofanira kuiswa kumupristi; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kana chaakapika chiri mhuka isina kuchena, iyo isingagamuchiriki sechipiriso kuna Jehovha, mhuka iyi inofanira kupiwa kumuprista, Ver Capítulo |