La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 26:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Asi nyika yavo, vachaisiya ichimbofarirao maSabata ayo okuzorora paichasara isina munhu, vachimbondoripira zvakaipa zvavo nokuti mirao yangu vakaiona sechinhu chisina maturo, mwoyo yavo ikasema mitemo yangu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Nyika icafanira kusiyiwa naʋo, kuti ifarire masaɓata ayo icakaparadzwa iʋo ʋasi’po; ʋacarobga pamsoro peɀiʋi ɀaʋo, nokuti ʋakaramba ɀandakaŋga ndatoŋga, mŋeya yaʋo ikasema mitemo yaŋgu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Nyika ichafanira kusiyiwa navo, kuti ifarire maSabata ayo ichakaparadzwa ivo vasipo; vacharohwa pamusoro pezvivi zvavo, nokuti vakaramba zvandakanga ndatonga, mweya yavo ikasema mitemo yangu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Asi nyika yavo, vachaisiya ichimbofarirao maSabata ayo okuzorora paichasara isina munhu, vachimbondoripira zvakaipa zvavo nokuti mirao yangu vakaiona sechinhu chisina maturo, mwoyo yavo ikasema mitemo yangu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Asi nyika yavo, vachaisiya ichimbofarirao maSabata ayo okuzorora paichasara isina munhu, vachimbondoripira zvakaipa zvavo nokuti mirao yangu vakaiona sechinhu chisina maturo, mwoyo yavo ikasema mitemo yangu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Nokuti nyika yavachasiya icharamba ichifarira masabata ayo kunyange yaparadzwa saizvozvo vasimo. Vacharipira zvivi zvavo nokuti vakaramba mirayiro yangu vakasema mitemo yangu.

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 26:43

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios