Mupiro 26:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ndicakurashanyai pakati paʋahedeni, nokuvomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu icaʋa renje, maguta enyu acaʋa matoŋgo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Ndichakurashanyai pakati pavahedheni, nokuvhomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu ichava renje, maguta enyu achava matongo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ndichakuparadzirai pakati pendudzi uye ndichabudisa munondo wangu ndigokudzingirirai. Nyika yenyu ichaparara, uye maguta enyu achava matongo. Ver Capítulo |