Mupiro 26:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 ini pachangu ndichapikisana nemi ndakashatirwa. Iyeni pachangu ndichakurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 ipapo neni ʋo ndicakurambai nokutsamŋa kukuru; ndicakuroʋai kanomŋe pamsoro peɀiʋi ɀenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 ipapo neniwo ndichakurambai nokutsamwa kukuru; ndichakurovai kanomwe pamusoro pezvivi zvenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 ini pachangu ndichapikisana nemi ndakashatirwa. Iyeni pachangu ndichakurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 ini pachangu ndichapikisana nemi ndakashatirwa. Iyeni pachangu ndichakurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 ipapo mukutsamwa kwangu ndicharwisana nemi, uye ini pachangu ndichakurangai nokuda kwezvivi zvenyu kakapetwa kanomwe. Ver Capítulo |