Mupiro 26:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Kana kuranga ikoku kukatadza kukudzorerai kwandiri asi motoramba zvenyu muchipikisana neni, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino kana musiŋgaɗi kudzorwa neni neɀinhu iɀi, asi mucindiramba, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 “Zvino kana musingadi kudzorwa neni nezvinhu izvi, asi muchindiramba, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Kana kuranga ikoku kukatadza kukudzorerai kwandiri asi motoramba zvenyu muchipikisana neni, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Kana kuranga ikoku kukatadza kukudzorerai kwandiri asi motoramba zvenyu muchipikisana neni, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Ipapo kana musingadi kudzorwa neni pazvinhu izvi, asi mukaramba muchirwisana neni, Ver Capítulo |