Mupiro 26:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kana mukaramba mirao yangu, imi nemwoyo yenyu mofuratira zvirevo zvangu, morega kuchengeta mitemo yangu, mochityora zvenyu chitenderano changu nemi, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kana muciramba mitemo yaŋgu, kana mŋeya yenyu icisema ɀandakatoŋga, kuti murege kuɗa kuita mirairo yaŋgu yose, asi muciputsa suŋgano yaŋgu, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 kana muchiramba mitemo yangu, kana mweya yenyu ichisema zvandakatonga, kuti murege kuda kuita mirairo yangu yose, asi muchiputsa sungano yangu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kana mukaramba mirao yangu, imi nemwoyo yenyu mofuratira zvirevo zvangu, morega kuchengeta mitemo yangu, mochityora zvenyu chitenderano changu nemi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 kana mukaramba mirao yangu, imi nemwoyo yenyu mofuratira zvirevo zvangu, morega kuchengeta mitemo yangu, mochityora zvenyu chitenderano changu nemi, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye mukaramba mitemo yangu, mukasema mirayiro yangu, mukatadza kuzadzisa zvose zvandakarayira, saizvozvo mukaputsa sungano yangu, Ver Capítulo |