Mupiro 26:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana mukarega kunditeerera, mukarega kuchengeta mitemo iyoyo, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi kana musiŋgaɗi kunditerera, musiŋgaɗi kuita mirairo iyi yose; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 “Asi kana musingadi kunditeerera, musingadi kuita mirairo iyi yose; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana mukarega kunditeerera, mukarega kuchengeta mitemo iyoyo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana mukarega kunditeerera, mukarega kuchengeta mitemo iyoyo, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Asi kana mukasanditeerera uye mukasaita zvose izvi zvandinorayira, Ver Capítulo |