Mupiro 25:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 neɀeɀipfuwo ɀako, neɀemhuka dziri munyika yako; ɀiɓereko ɀaɀo ɀose ɀinofanira kuʋa ɀokudya ɀaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 nezvezvipfuwo zvako, nezvemhuka dziri munyika yako; zvibereko zvazvo zvose zvinofanira kuva zvokudya zvazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 pamwe chete nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzesango dziri munyika yenyu. Zvibereko zvose zvomunyika zvingadyiwa. Ver Capítulo |