Mupiro 25:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Kana asina kudzikunurwa nenzira iyoyi ngaapiwe rusununguko rwake mugore rehwamanda iye navana vake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Kana asiŋgadzikinurwi nemitoʋo iyi, unofanira kusunuŋgurwa negore rejuberi, iye naʋana ʋake pamŋe cete naye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200254 Kana asingadzikinurwi nemitoo iyi, anofanira kusunungurwa negore rejubheri, iye navana vake pamwechete naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Kana asina kudzikunurwa nenzira iyoyi ngaapiwe rusununguko rwake mugore rehwamanda iye navana vake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona54 Kana asina kudzikunurwa nenzira iyoyi ngaapiwe rusununguko rwake mugore rehwamanda iye navana vake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 “ ‘Kunyange zvake asina kudzikinurwa neimwe yenzira idzi, iye navana vake vanofanira kusunungurwa mugore reJubhiri, Ver Capítulo |