Mupiro 25:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi kana asina chokuudzikinura nacho kuti uve wake zvakare, uchagara zvawo uri mumaoko emunhu akautenga kusvikira gore rehwamanda. Mugore rehwamanda unenge usisiri womunhu uya akautenga. Muridzi wawo ndopaachadzokera zvake pamunda pake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 asi kana asiŋgagoni kuɀidzikinura, iɀo ɀaakateŋgesa ɀinofanira kugara kunaiye wakaɀiteŋga kuȿikira pagore rejuberi; ɀino pagore rejuberi ɀinofanira kusunuŋgurwa, iye agodzokera kuneɀake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 asi kana asingagoni kuzvidzikinura, izvo zvaakatengesa zvinofanira kugara kuna iye wakazvitenga kusvikira pagore rejubheri; zvino pagore rejubheri zvinofanira kusunungurwa, iye agodzokera kune zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi kana asina chokuudzikinura nacho kuti uve wake zvakare, uchagara zvawo uri mumaoko emunhu akautenga kusvikira gore rehwamanda. Mugore rehwamanda unenge usisiri womunhu uya akautenga. Muridzi wawo ndopaachadzokera zvake pamunda pake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi kana asina chokuudzikinura nacho kuti uve wake zvakare, uchagara zvawo uri mumaoko emunhu akautenga kusvikira gore rehwamanda. Mugore rehwamanda unenge usisiri womunhu uya akautenga. Muridzi wawo ndopaachadzokera zvake pamunda pake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Asi kana akashaya nzira dzokumudzorera nadzo, zvaakatengesa zvicharamba zviri mumaoko omutengi kusvikira gore reJubhiri. Zvichadzoserwa mugore reJubhiri uye iye achagona kudzokera kune zvake. Ver Capítulo |