La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 25:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Kana munhu akashaiwa unoɀidzikinura, akazoʋa mufumi, akawana ɀinoriŋgana kuɀidzikinura;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Kana munhu akashaiwa unozvidzikinura, akazova mupfumi, akawana zvinoringana kuzvidzikinura;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Zvisinei, kana munhu ashaya angamudzikinurira zvinhu izvi, asi iye akazobudirira akawana nzira dzakakwana dzokuzvidzikinura,

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 25:26

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios