Mupiro 25:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nyika haifaniri kuteŋgeswa cose nokusiŋgaperi, nokuti nyika ndeyaŋgu; nokuti muri ʋaeni naʋatorwa kwandiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 “Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Munda haufaniri kutengeswa nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu uye imi muri vatorwa navaeni kwandiri. Ver Capítulo |