Mupiro 25:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pamunodyara minda yenyu mugore rechisere munenge muchiri kudya zvamakakohwa kusvikira mugore rechipfumbamwe. Pamunenge muchikohwa zvegore iroro munenge muchitodya zvakare. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Negore rorusere mucadɀara, mucidya ɀiɓereko ɀisharu; kuȿikira gore repfumbamŋe, kuȿikira ɀiɓereko ɀaro ɀiciȿika, mucadya ɀisharu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Negore rorusere muchadyara, muchidya zvibereko zvisharu; kusvikira gore repfumbamwe, kusvikira zvibereko zvaro zvichisvika, muchadya zvisharu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pamunodyara minda yenyu mugore rechisere munenge muchiri kudya zvamakakohwa kusvikira mugore rechipfumbamwe. Pamunenge muchikohwa zvegore iroro munenge muchitodya zvakare. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pamunodyara minda yenyu mugore rechisere munenge muchiri kudya zvamakakohwa kusvikira mugore rechipfumbamwe. Pamunenge muchikohwa zvegore iroro munenge muchitodya zvakare. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pamunenge muchidyara mugore rorusere muchadya kubva kuzvirimwa zvakare, uye mucharamba muchidya kubva kwazviri kusvika gohwo regore rechipfumbamwe rasvika. Ver Capítulo |