Mupiro 25:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana kuchine makore mazhinji mutengo wacho ngaukwidzwe. Asi kana kwasara makore mashoma mutengo wacho ngauderedzwe nokuti chaanokutengesera chaicho huwandi hwamakore auchazorima. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Unofanira kuwedzera muteŋgo waɀo ucienzanisa nokuwanda kwamakore, ʋuye unofanira kutapudza muteŋgo ucienzanisa noʋushoma bgamakore; nokuti iye unokuteŋgesera ŋguʋa dzokukohwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Unofanira kuwedzera mutengo wazvo uchienzanisa nokuwanda kwamakore, uye unofanira kutapudza mutengo uchienzanisa noushoma hwamakore; nokuti iye unokutengesera nguva dzokukohwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana kuchine makore mazhinji mutengo wacho ngaukwidzwe. Asi kana kwasara makore mashoma mutengo wacho ngauderedzwe nokuti chaanokutengesera chaicho huwandi hwamakore auchazorima. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kana kuchine makore mazhinji mutengo wacho ngaukwidzwe. Asi kana kwasara makore mashoma mutengo wacho ngauderedzwe nokuti chaanokutengesera chaicho huwandi hwamakore auchazorima. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Kana makore awanda, munofanira kuwedzera mutengo, uye kana makore ari mashoma, munofanira kudzikisa mutengo, nokuti zvaari kukutengeserai ndizvo chaizvoizvo uwandu hwezvirimwa. Ver Capítulo |