Mupiro 25:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino kana uciteŋgesera wokwako cinhu, kana kuteŋga cinhu kwaari, musamanikidzana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Kana mukatengesa munda kuno mumwe womunyika menyu kana kutenga kwaari, musabiridzirana. Ver Capítulo |