La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 25:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndinodaro nokuti igore rehwamanda, kwamuri igore rinoera. Muchadya zvamahoko omuminda yenyu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nokuti igore rejuberi; rinofanira kuʋa dɀene kwamuri; munofanira kudya ɀiɓereko ɀaro paminda.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nokuti igore rejubheri; rinofanira kuva dzvene kwamuri; munofanira kudya zvibereko zvaro paminda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndinodaro nokuti igore rehwamanda, kwamuri igore rinoera. Muchadya zvamahoko omuminda yenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndinodaro nokuti igore rehwamanda, kwamuri igore rinoera. Muchadya zvamahoko omuminda yenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nokuti iJubhiri uye rinofanira kuva dzvene kwamuri. Idyai chete zvinotorwa kubva muminda.

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 25:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios