Mupiro 24:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Rongai zvingwa izvozvo patafura yakaputirwa nendarama chaiyo. Ngazvirongwe mumitsara miviri, mumwe uve nezvitanhatu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unofanira kuɀigadzika patafura yakaiȿo‐naka pamberi paJehova uciita nhurikidzwa mbiri, ɀitanhatu panhurikidzwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Unofanira kuzvigadzika patafura yakaisvonaka pamberi paJehovha uchiita nhurikidzwa mbiri, zvitanhatu panhurikidzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Rongai zvingwa izvozvo patafura yakaputirwa nendarama chaiyo. Ngazvirongwe mumitsara miviri, mumwe uve nezvitanhatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Rongai zvingwa izvozvo patafura yakaputirwa nendarama chaiyo. Ngazvirongwe mumitsara miviri, mumwe uve nezvitanhatu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zviisei mumitsara miviri, zvitanhatu mumutsara mumwe nomumwe, patafura yegoridhe rakaisvonaka pamberi paJehovha. Ver Capítulo |