Mupiro 24:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Munhu unoʋuraya cipfuwo, unofanira kuripa; unoʋuraya munhu, unofanira kuʋurawa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurawa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ani naani anouraya mhuka anofanira kuripa asi ani naani anouraya munhu anofanira kuurayiwa. Ver Capítulo |