Mupiro 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Murume uya aingova naamai vechiIsiraeri, amai vake vainzi Sheromiti vaiva mwanasikana waDhibhiri vedzinza rokwaDhani akashonha Mwari nezita achinyomba. Vakaenda naye kuna Mosesi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mŋanakomana womukadzi muIsraeri akamhura zita raJehoʋa, akatuka, ʋakaenda naye kunaMosesi. Zita ramai ʋake rakaŋga riri Sheromiti, mŋanasikana waDibri, worudzi rwaDani. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Mwanakomana womukadzi muIsiraeri akamhura zita raJehovha, akatuka, vakaenda naye kuna Mosesi. Zita ramai vake rakanga riri Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri, worudzi rwaDhani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Murume uya aingova naamai vechiIsiraeri, amai vake vainzi Sheromiti vaiva mwanasikana waDhibhiri vedzinza rokwaDhani akashonha Mwari nezita achinyomba. Vakaenda naye kuna Mosesi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Murume uya aingova naamai vechiIsiraeri, amai vake vainzi Sheromiti vaiva mwanasikana waDhibhiri vedzinza rokwaDhani akashonha Mwari nezita achinyomba. Vakaenda naye kuna Mosesi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Mwanakomana womukadzi muIsraeri akatuka Zita raJehovha nechituko; naizvozvo vakauya naye kuna Mozisi. (Zita ramai vake rainzi Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri worudzi rwaDhani.) Ver Capítulo |