Mupiro 24:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mumwe murume aiva naamai vechiIsiraeri, baba wake ari wechiIjipiti, akaenda mukati mavaIsiraeri akamutsana pamatendhe nomumwe murume aiva nababa naamai vechiIsiraeri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino mŋanakomana womukadzi muIsraeri, asi ɓaɓa ʋake ʋaiʋa munhu weEgipita, wakafamba pakati paʋana ʋaIsraeri; mŋanakomana womukadzi muIsraeri akarwa nomurume muIsraeri pamisasa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Zvino mwanakomana womukadzi muIsiraeri, asi baba vake vaiva munhu weIjipiti, wakafamba pakati pavana vaIsiraeri, mwanakomana womukadzi muIsiraeri akarwa nomurume muIsiraeri pamisasa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mumwe murume aiva naamai vechiIsiraeri, baba wake ari wechiIjipiti, akaenda mukati mavaIsiraeri akamutsana pamatendhe nomumwe murume aiva nababa naamai vechiIsiraeri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mumwe murume aiva naamai vechiIsiraeri, baba wake ari wechiIjipiti, akaenda mukati mavaIsiraeri akamutsana pamatendhe nomumwe murume aiva nababa naamai vechiIsiraeri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino mwanakomana wavamwe mai vechiIsraeri uye baba vake vari vechiIjipita, akafamba pakati pavana vaIsraeri, uye mwanakomana womukadzi muIsraeri akarwa nomurume muIsraeri mumusasa. Ver Capítulo |