Mupiro 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana wouya kuna Tenzi nomupiro wembesanwa dzezvinotanga kukohwewa unofanira kupira mupiro wembesanwa dzakadzurwa dzinotorwa patsanga itsva dzikakangwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana uciʋigira Jehova cipiriso coʋupfu ceɀitȿa, uʋuye nehura dzeɀiyo dzakakaŋgiwa pamŋoto, ɀiyo ɀakaswiwa ɀehura itȿa, ciʋe cipiriso coʋupfu ceɀitȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 “Kana uchivigira Jehovha chipiriso choupfu chezvitsva, uuye nehura dzezviyo dzakakangiwa pamoto, zviyo zvakatswiwa zvehura itsva, chive chipiriso choupfu chezvitsva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana wouya kuna Tenzi nomupiro wembesanwa dzezvinotanga kukohwewa unofanira kupira mupiro wembesanwa dzakadzurwa dzinotorwa patsanga itsva dzikakangwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana wouya kuna Tenzi nomupiro wembesanwa dzezvinotanga kukohwewa unofanira kupira mupiro wembesanwa dzakadzurwa dzinotorwa patsanga itsva dzikakangwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Kana uchiuyisa chipiriso chezviyo zvokutanga kuna Jehovha upe hura dzezviyo zvitsva zvakakangwa pamoto uye zvakakuyiwa. Ver Capítulo |