Mupiro 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana cipo cake kunaJehova ciri cipiriso cinopiswa ceshiri, ŋgaaʋigire ciɓayiro cake cenjiʋa, kana twana twenjiʋa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 “Kana chipo chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaavigire chibayiro chake chenjiva, kana twana twenjiva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Kana chipiriso chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaape njiva kana hangaiwa ichiri diki. Ver Capítulo |