Mika 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Inga wakaudzwa wani, nhai munhu kuti zvakanaka ndezvipi; uye kuti Tenzi anoda kuti uitei, zvaanoda dzezvizvi zvokuti: uite zvine ruenzaniso, uye zvomwoyochena zvikupinde muropa nokufambawo naMwari wako wakazvirereka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iye wakakuziʋisa, iwe munhu, kuti ɀakanaka ndeɀipi; cinotȿakwa naJehova kwauri cinyiko, asi kuti uite ɀakarurama, uɗe ʋunyoro, ʋuye ufambe uciɀininipisa pamberi paMŋari wako? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 “Iye wakakuzivisa, iwe munhu, kuti zvakanaka ndezvipi; chinotsvakwa naJehovha kwauri chinyiko, asi kuti uite zvakarurama, ude unyoro, uye ufambe uchizvininipisa pamberi paMwari wako? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Inga wakaudzwa wani, nhai munhu kuti zvakanaka ndezvipi; uye kuti Tenzi anoda kuti uitei, zvaanoda dzezvizvi zvokuti: uite zvine ruenzaniso, uye zvomwoyochena zvikupinde muropa nokufambawo naMwari wako wakazvirereka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Inga wakaudzwa wani, nhai munhu kuti zvakanaka ndezvipi; uye kuti Tenzi anoda kuti uitei, zvaanoda dzezvizvi zvokuti: uite zvine ruenzaniso, uye zvomwoyochena zvikupinde muropa nokufambawo naMwari wako wakazvirereka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akakuratidza, iwe munhu, kuti zvakanaka ndezvipi. Uye ndezvipi zvinodiwa naJehovha kubva kwauri? Kuita zvakarurama uye kufarira kunzwira ngoni, nokufamba naMwari wako wakazvininipisa. Ver Capítulo |