La Biblia Online

- Anuncios -

Mika 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Pazuva iroro, ndizvo zviri kutaura Tenzi, pakati penyu ndichauraya mabhiza enyu ndichiparadza ngoro dzenyu dzehondo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ndicaparadza mabiza enyu pakati penyu, nokuputsa ŋgoro dzenyu;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Zvino nezuva iro ndizvo zvinotaura Jehovha ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu, nokuputsa ngoro dzenyu;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Pazuva iroro, ndizvo zviri kutaura Tenzi, pakati penyu ndichauraya mabhiza enyu ndichiparadza ngoro dzenyu dzehondo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Pazuva iroro, ndizvo zviri kutaura Tenzi, pakati penyu ndichauraya mabhiza enyu ndichiparadza ngoro dzenyu dzehondo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu uye ndichapwanya ngoro dzenyu.

Ver Capítulo Copiar

Mika 5:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios