Mika 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi haʋaziʋi ɀinofuŋgwa naJehova, haʋanzwisisi ɀaakatema; nokuti wakaʋaʋuŋganidza semŋanda paɓuriro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Asi havazivi zvinofungwa naJehovha, havanzwisisi zvaakatema; nokuti wakavaunganidza semwanda paburiro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi havazivi pfungwa dzaJehovha; havanzwisisi kuronga kwake, iye anovaunganidza sezvisote paburiro. Ver Capítulo |