Mika 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vaoni vachafumurwa, vanoshopera vachanyadziswa. Vachati kapu kubata muromo nokuti mhinduro kuna Mwari panenge pasisina. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋaʋoni ʋacanyadziswa, naʋaʋuki ʋacakaŋganiswa; ɀirokwaɀo, ʋose ʋacafumbira ndebvu dzaʋo, nokuti hakunemhinduro inobva kunaMŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Vaoni vachanyadziswa, navauki vachakanganiswa; zvirokwazvo, vose vachapfumbira ndebvu dzavo, nokuti hakune mhinduro inobva kuna Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vaoni vachafumurwa, vanoshopera vachanyadziswa. Vachati kapu kubata muromo nokuti mhinduro kuna Mwari panenge pasisina. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vaoni vachafumurwa, vanoshopera vachanyadziswa. Vachati kapu kubata muromo nokuti mhinduro kuna Mwari panenge pasisina. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vaoni vachanyadziswa uye vavuki vachanyadziswa. Vachafukidza zviso zvavo nokuti hakuna mhinduro inobva kuna Jehovha.” Ver Capítulo |