Mika 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Imi vagari vokuRakishi bopai mikono yamabhiza pangoro dzehondo. Ndimi vakava vokutanga kupara chitadzo cheguta reJerusaremu nokuti makaitawo zvitadzo zvevokwaIsiraeri muguta reRakishi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Iwe ugere Rakishi, suŋga mabiza paŋgoro; ndiro rakataŋga kuisa mukunda weZioni paɀiʋi, nokuti kuɗarika kwaIsraeri kwakawanikwa mauri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Iwe ugere Rakishi, sunga mabhiza pangoro; ndiro rakatanga kuisa mukunda weZioni pazvivi, nokuti kudarika kwaIsiraeri kwakawanikwa mauri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Imi vagari vokuRakishi bopai mikono yamabhiza pangoro dzehondo. Ndimi vakava vokutanga kupara chitadzo cheguta reJerusaremu nokuti makaitawo zvitadzo zvevokwaIsiraeri muguta reRakishi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Imi vagari vokuRakishi bopai mikono yamabhiza pangoro dzehondo. Ndimi vakava vokutanga kupara chitadzo cheguta reJerusaremu nokuti makaitawo zvitadzo zvevokwaIsiraeri muguta reRakishi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Imi vanogara muRakishi, sungai mabhiza enyu pangoro. Ndimi makava mavambo echivi kuMwanasikana weZioni, Nokuti kudarika kwaIsraeri kwakawanikwa mamuri. Ver Capítulo |