Mika 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pfuurai zvenyu nenzira, imi vagari vokuShafiri, musina chamakapfeka muchinyara. Kuva vagari vokuZaanani zvokubuda hapana. Kuungudza kweBhetiezeri, kuchakubvisirai chamunofunga kumira nacho ikoko Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Cibva uende, iwe ugere Shafiri, wakashama ucinyara; ugere Zaanani haana‐kuɓuɗa; kuwuŋgudza kweBeti‐ezeri kucakutorera pokumira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Chibva uende, iwe ugere Shafiri, wakashama uchinyara; agere Zaanani haana kubuda kuungudza paBheti-ezeri kuchakutorera pokumira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pfuurai zvenyu nenzira, imi vagari vokuShafiri, musina chamakapfeka muchinyara. Kuva vagari vokuZaanani zvokubuda hapana. Kuungudza kweBhetiezeri, kuchakubvisirai chamunofunga kumira nacho ikoko Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pfuurai zvenyu nenzira, imi vagari vokuShafiri, musina chamakapfeka muchinyara. Kuva vagari vokuZaanani zvokubuda hapana. Kuungudza kweBhetiezeri, kuchakubvisirai chamunofunga kumira nacho ikoko Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pfuurai muende musina kupfeka mukunyara, imi munogara muShafiri. Avo vanogara muZaanani havangabudi kunze. Bheti Ezeri riri mukuchema; kudzivirirwa kwaro kwabviswa kubva kwariri. Ver Capítulo |