Mateo 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tarira, munhu unamaperembudzi akaʋuya kwaari, akamunamata, akati: Ishe, kana muciɗa, munogona kundinatsa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Tarira, munhu anamaperembudzi akauya kwaari, akamupfugamira, akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.” Ver Capítulo |