Mateo 6:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi kana ziso rako risina kunaka muviri wako wose uchazara nerima. Zvino kana chiedza chiri mamuri chava rima, rima racho richava rakakura sei! Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi kana ziso rako rakaipa, muʋiri wako wose ucaʋa nerima. Ɀino kana ciedza ciri mauri riri rima, rima iro iguru sei! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 “Asi kana ziso rako rakaipa, muviri wako wose uchava rima. Zvino kana chiedza chiri mauri riri rima, rima iro iguru sei! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi kana ziso rako risina kunaka muviri wako wose uchazara nerima. Zvino kana chiedza chiri mamuri chava rima, rima racho richava rakakura sei! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi kana ziso rako risina kunaka muviri wako wose uchazara nerima. Zvino kana chiedza chiri mamuri chava rima, rima racho richava rakakura sei! Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi kana maziso ako akaipa muviri wako wose uchange uzere nerima. Zvino kana chiedza chiri mauri riri rima, richange riri rima rakakura zvakadii! Ver Capítulo |