Mateo 5:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Makanzwa kuti ɀakanzi: Ziso rinotsibga neziso, zino nezino. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200238 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsihwa neziso, zino nezino.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsiviwa neziso, uye zino rinotsiviwa nezino.’ Ver Capítulo |