Mateo 5:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Makanzwa ʋo kuti ɀakanzi kunaʋekare: Usapika nhema, asi uripire Ishe pawakapika napo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 “Makanzwawo kuti zvakanzi kunavakare, ‘Usapika nhema, asi uripire Ishe pawakapika napo.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Makanzwa zvakare zvichitaurwa kuvanhu vekare kare zvichinzi, ‘Usatyora mhiko dzako, asi zadzisa mhiko dzose dzaunenge waita kuna Ishe.’ Ver Capítulo |