Mateo 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akati kwaari: Iɀi ɀose ndicakupa, kana ukawira pasi ukandinamata. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 akati kwaari, “Izvi zvose ndichakupa, kana ukawira pasi ukandipfugamira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 akati, “Zvose izvi ndichakupa kana ukandikotamira uye ukandinamata.” Ver Capítulo |