Mateo 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Diaborosi akamuisa muguta dɀene, akamumisa paciruʋu cetembere, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Dhiabhori akaenda naye kuguta dzvene, akamumisa pachiruvi chetemberi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo dhiabhori akamutora akaenda naye muguta dzvene uye akandomuita kuti amire pachiruvi chetemberi, akati, Ver Capítulo |