Mateo 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kubva paŋguʋa iyeyo Jesu wakataŋga kuparidza, aciti: Tendeʋukai, nokuti ʋushe bgokuɗeŋga bgasweɗera pedyo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Kubva panguva iyeyo Jesu akatanga kuparidza, achiti, “Tendeukai, nokuti ushe hwokudenga hwaswedera pedyo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kubva panguva iyoyo zvichienda mberi, Jesu akatanga kuparidza achiti, “Tendeukai nokuti umambo hwokudenga hwava pedyo.” Ver Capítulo |