Mateo 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino, wakabva Nazareta, akandogara Kapernaume paguŋgwa, munyika yeZaburoni neNeftarimi; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Achibva kuNazareta, akaenda akandogara kuKapenaume, guta raiva pamahombekombe egungwa mudunhu reZebhuruni neNafutari, Ver Capítulo |