Mateo 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino tarira, inzwi rakabva kuɗeŋga, riciti: Uyu ndiye Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, wandinofarira! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Inzwi rakabva kudenga richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wandinoda, wandinofarira.” Ver Capítulo |