Mateo 28:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 muʋadzidzise kuceŋgeta ɀose ɀandakakurairai imi; tarirai, ndinemi mazuʋa ose, kuȿikira pakuguma kwenyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 uye muchivadzidzisa kuti vachengete zvose zvandakakurayirai. Uye zvechokwadi ndinemi kusvikira pakuguma kwenyika.” Ver Capítulo |