Mateo 28:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana ɀikanzwika nomuɓati, ticamutendisa, imi murege kusundirwa mhoȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamutendisa, imi murege kusundirwa mhosva.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kana mashoko aya akasvika munzeve dzomubati, isu tichaita kuti agutsikane uye imi musawira mudambudziko.” Ver Capítulo |