Mateo 28:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakati ʋaʋuŋgana naʋakuru, ʋakaraŋgana, ʋakapa ʋarwi mari zhinji, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Vakati vaungana navakuru, vakarangana, vakapa varwi mari zhinji, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vaprista vakuru vakati vasangana navakuru, uye vafunga zano, vakapa varwi mari zhinji Ver Capítulo |