La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 28:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ʋaciri munzira, ʋamŋe ʋarindi ʋakaȿika muguta, ʋakaʋudza ʋaprista ʋakuru ɀose ɀakaitwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino vachiri munzira, vamwe vagariri vakasvika muguta, vakaudza vapristi vakuru zvose zvakaitwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vakadzi vaya vachiri munzira, vamwe vevarindi vakaenda muguta vakandotaurira vaprista vakuru zvose zvakanga zvaitika.

Ver Capítulo Copiar

Mateo 28:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios