Mateo 28:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Musatya, endai mundoʋudza hama dzaŋgu, kuti ʋaende Garirea, ʋagondiʋona’ko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gariria, vagondionako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo Jesu akati kwavari, “Musatya. Endai mundoudza hama dzangu kuti vaende kuGarirea; ikoko ndiko kwavachanondiona.” Ver Capítulo |