Mateo 27:66 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Ʋakaenda, ʋakandoceŋgeta bgiro, ʋakaisa ciratidzo cokusimbisa pabge, ʋarindi ʋanaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200266 Vakaenda, vakandochengeta bwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Saka vakaenda vakandoita kuti richengetedzwe nokuisa chisimbiso pabwe, uye nokuisa varindi. Ver Capítulo |