Mateo 27:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Fume maŋgwana — ndiro zuʋa raiteʋera zuʋa roKugadzirira — ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋgana kunaPirato, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200262 Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru navaFarisi vakaungana kuna Pirato, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 Mangwana acho, iro rakatevera Zuva roKugadzirira, vaprista vakuru navaFarisi vakaenda kuna Pirato. Ver Capítulo |