Mateo 27:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino Jesu akaɗanidzira ɀe nenzwi guru, akarega mŋeya wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200250 Zvino Jesu akadanidzirazve nezwi guru, ndokubva afa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Uye Jesu akati adanidzira nenzwi guru, akabudisa mweya wake. Ver Capítulo |