La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 27:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Anovimba naMwari. Ko iye Mwari ngaachimuponesaka kana achimuda nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Waiʋimba naMŋari; ŋgaacimusunuŋgura ɀino pamucinjikwa, kana acimuɗa; nokuti wakati: Ndiri Mŋanakomana waMŋari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Aivimba naMwari; ngaachimusunungura zvino pamuchinjikwa, kana achimuda; nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Anovimba naMwari. Ko iye Mwari ngaachimuponesaka kana achimuda nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Anovimba naMwari. Ko iye Mwari ngaachimuponesaka kana achimuda nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Anovimba naMwari saka ngaachimununura iye zvino kana achimuda, nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Mateo 27:43

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios