Mateo 27:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 ʋakamupa waini yakaveŋganiswa nenduru, kuti anwe; asi wakati araʋira, akaramba kunwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo vakapa Jesu waini yakasanganiswa nenduru, kuti anwe, asi akati airavira akaramba kuinwa. Ver Capítulo |