Mateo 27:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Muɓati akapindura, akati kwaʋari: Munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei aniko kunaiʋaʋo ʋaʋiri? Ʋakati: Barabasi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Gavhuna akapindura, akati kwavari, “Munoda kuti ndikusunungurirei aniko kuna ivavo vaviri?” Vakati, “Bharabhasi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mubati akabvunza akati, “Ndoupi pavaviri ava wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Vakapindura vakati, “Bharabhasi!” Ver Capítulo |