Mateo 27:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jesu akamira pamberi pomutongi. Mutongi akamubvunza kuti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akati, “Inga matozvireva kare wani.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Jesu wakamira pamberi pomuɓati, muɓati akamubvunza, akati: Ndiwe mambo waʋaJuda here? Jesu akati kwaari: Ndiɀo ɀamataura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Jesu akamira pamberi pagavhuna, gavhuna akamubvunza, akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akati kwaari, “Ndizvo zvamataura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jesu akamira pamberi pomutongi. Mutongi akamubvunza kuti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akati, “Inga matozvireva kare wani.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Jesu akamira pamberi pomutongi. Mutongi akamubvunza kuti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akati, “Inga matozvireva kare wani.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Panguva iyoyo Jesu akamira pamberi pomubati, uye mubati akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura achiti, “Hongu, ndizvo zvamataura.” Ver Capítulo |